Eksodho 31:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 “Taura nevaIsraeri uvaudze kuti, ‘Munofanira kuva nechokwadi kuti machengeta masabata angu,+ nekuti iwo chiratidzo pakati pangu nemi muzvizvarwa zvenyu zvese kuti muzive kuti ini, Jehovha, ndiri kukutsvenesai.
13 “Taura nevaIsraeri uvaudze kuti, ‘Munofanira kuva nechokwadi kuti machengeta masabata angu,+ nekuti iwo chiratidzo pakati pangu nemi muzvizvarwa zvenyu zvese kuti muzive kuti ini, Jehovha, ndiri kukutsvenesai.