2 Makoronike 29:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Nekuti vanababa vedu havana kutendeka uye vakaita zvakaipa pamberi paJehovha Mwari wedu.+ Vakamusiya, vakaita kuti zviso zvavo zvifuratire tebhenekeri yaJehovha, uye vakamupira makotsi.+ Jeremiya 32:33 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 33 Vakaramba vachindipira makotsi vasinganditarisi.+ Kunyange zvazvo ndakaedza ndaedzazve kuvadzidzisa,* hapana kana mumwe chete wavo aiteerera kuti abvume kurayirwa.*+
6 Nekuti vanababa vedu havana kutendeka uye vakaita zvakaipa pamberi paJehovha Mwari wedu.+ Vakamusiya, vakaita kuti zviso zvavo zvifuratire tebhenekeri yaJehovha, uye vakamupira makotsi.+
33 Vakaramba vachindipira makotsi vasinganditarisi.+ Kunyange zvazvo ndakaedza ndaedzazve kuvadzidzisa,* hapana kana mumwe chete wavo aiteerera kuti abvume kurayirwa.*+