8 ‘Saka rambai makandimirira,’+ ndizvo zvinotaurwa naJehovha,
‘Kusvikira pazuva randichasimuka kuti ndipambe,
Nekuti ndakasarudza kuti ndiunganidze marudzi neumambo,
Kuti ndidururire hasha dzangu paari, iko kutsamwa kwangu kwese;+
Nekuti nyika yese ichaparadzwa nekushingaira kwangu kwakaita semoto.+