-
Zefaniya 3:8Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
8 “‘Naizvozvo rambai makandimirira,’+ ndizvo zvinotaura Jehovha, ‘kusvikira pazuva randichasimuka nokuda kwezvinotorwa nechisimba,+ nokuti ndakasarudza kuunganidza marudzi,+ kuti ndiunganidze umambo, kuti ndidururire hasha dzangu paari,+ iko kutsamwa kwangu kwose; nokuti nyika yose ichaparadzwa nomoto wokushingaira kwangu.+
-