RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ezekieri 16:16
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 16 Wakatora dzimwe nguo dzako ukashongedza nzvimbo dzakakwirira dzawaiitira upfambi.+ Zvinhu zvakadaro hazvifaniri kuitika; hazvifaniri kumbofa zvaitika.

  • Ezekieri 20:28
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 28 Ndakavapinza munyika yandakapika kuti ndichavapa.+ Pavakaona zvikomo zvese zvakakwirira nemiti yese ine mashizha akawanda,+ vakatanga kupa zvibayiro zvavo nemipiro yavo inotsamwisa. Vakapa zvibayiro zvinonhuhwirira* uye vakadurura mipiro yavo yezvinwiwa vari munzvimbo idzodzo.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe