Jeremiya 7:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Asi makaramba muchiita zvinhu zvese izvi,’ ndizvo zvinotaurwa naJehovha, ‘uye kunyange zvazvo ndakataura ndataurazve nemi, hamuna kuteerera.+ Ndakaramba ndichikushevedzai, asi hamuna kupindura.+
13 Asi makaramba muchiita zvinhu zvese izvi,’ ndizvo zvinotaurwa naJehovha, ‘uye kunyange zvazvo ndakataura ndataurazve nemi, hamuna kuteerera.+ Ndakaramba ndichikushevedzai, asi hamuna kupindura.+