RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ezra 3:13
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 13 Saka vanhu vakanga vasingagoni kusiyanisa kushevedzera kwemufaro nekwekuchema, nekuti vanhu vaishevedzera nemanzwi ari pamusoro zvekuti vainzwika kure chaizvo.

  • Pisarema 126:1
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 126 Jehovha paakadzosa nhapwa dzeZiyoni,+

      Takafunga kuti tiri kurota.

  • Isaya 51:11
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 11 Vanhu vaJehovha vakadzikinurwa vachadzoka.+

      Vachauya kuZiyoni vachishevedzera nemufaro,+

      Uye mufaro usingaperi uchava korona yavo.*+

      Vachafara chaizvo, vachipembera nemufaro,

      Uye kusuwa kukuru nekugomera zvichatiza.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe