RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 25:8
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  8 Achaparadza rufu zvachose,+

      Uye Changamire Ishe Jehovha achapukuta misodzi pazviso zvese.+

      Achabvisa kuzvidzwa kwevanhu vake panyika yese,

      Nekuti Jehovha pachake azvitaura.

  • Isaya 65:18, 19
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 18 Saka pemberai nemufaro, uye farai nekusingaperi pamusoro pezvandiri kusika.

      Nekuti inzwai! ndiri kusika Jerusarema kuti rive chikonzero chekufara

      Uye vanhu varo kuti vave chikonzero chekupembera nemufaro.+

      19 Uye ndichafarira Jerusarema ndopembera nemufaro pamusoro pevanhu vangu;+

      Mariri hamuzonzwikizve inzwi rekuchema kana kuchema kwevari kutambura.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe