Isaya 58:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Jehovha achagara achikutungamiriraUye achakugutsa* kunyange uri munyika yakaoma;+Achasimbisa mapfupa ako,Uye uchava semunda unowana mvura yakakwana,+Sechitubu chisingapwi mvura.
11 Jehovha achagara achikutungamiriraUye achakugutsa* kunyange uri munyika yakaoma;+Achasimbisa mapfupa ako,Uye uchava semunda unowana mvura yakakwana,+Sechitubu chisingapwi mvura.