-
2 Madzimambo 24:3, 4Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
3 Chokwadi izvi zvakaitika kuJudha nekuti zvakanga zvarayirwa naJehovha, kuti avabvise pamberi pake+ nemhaka yezvivi zvese zvakanga zvaitwa naManase,+ 4 uyewo nemhaka yeropa risina mhosva raakanga adeura,+ nekuti akanga azadza Jerusarema neropa risina mhosva, uye Jehovha akanga asingadi kuvaregerera.+
-