Dheuteronomi 28:28 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 28 Jehovha achakurova nekupenga neupofu+ uye nekuvhiringidzika.* Zefaniya 1:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Ndichaita kuti vanhu vatambudzike,Uye vachafamba semapofu,+Nekuti vakatadzira Jehovha.+ Ropa ravo richadururwa sevhu,Uye nyama yavo* sendove.+
17 Ndichaita kuti vanhu vatambudzike,Uye vachafamba semapofu,+Nekuti vakatadzira Jehovha.+ Ropa ravo richadururwa sevhu,Uye nyama yavo* sendove.+