RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Revhitiko 26:44
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 44 Asi pasinei nezvese izvi, pavari munyika yevavengi vavo, handizovarambi zvachose+ kana kuvarasa zvekusvika pakuvaparadza vese, ndichityora sungano yangu+ navo, nekuti ndini Jehovha Mwari wavo.

  • Isaya 52:1
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 52 Muka! Muka! Pfeka simba,+ haiwa iwe Ziyoni!+

      Pfeka nguo dzako dzakanaka,+ haiwa iwe Jerusarema, guta dzvene!

      Nekuti munhu asina kuchecheudzwa uye asina kuchena haazopindizve mauri.+

  • Isaya 60:18
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 18 Mhirizhonga haichazonzwikizve munyika yako

      Kana kuparadza nekukuvadza mukati memiganhu yako.+

      Uye uchashevedza masvingo ako kuti Ruponeso,+ nemagedhi ako kuti Kurumbidza.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe