1 Madzimambo 10:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Mambokadzi weShebha akanzwa mashoko pamusoro paSoromoni ane chekuita nezita raJehovha,+ saka akauya kuzomuedza nemibvunzo yakaoma.*+ Pisarema 50:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Mwari anoita kuti chiedza chipenye chichibva muZiyoni, guta rakakwana parunako.+ Mariro 2:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Vese vanopfuura nemugwagwa vanokurovera maoko zvekutsvinya.+ Vanoridza muridzo vachishamisika+ uye vanodzungudzira mwanasikana weJerusarema misoro, vachiti: “Ndiro here guta riya ravaiti nezvaro, ‘Rizere nerunako, mufaro wenyika yese’?”+
10 Mambokadzi weShebha akanzwa mashoko pamusoro paSoromoni ane chekuita nezita raJehovha,+ saka akauya kuzomuedza nemibvunzo yakaoma.*+
15 Vese vanopfuura nemugwagwa vanokurovera maoko zvekutsvinya.+ Vanoridza muridzo vachishamisika+ uye vanodzungudzira mwanasikana weJerusarema misoro, vachiti: “Ndiro here guta riya ravaiti nezvaro, ‘Rizere nerunako, mufaro wenyika yese’?”+