RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ezekieri 25:12, 13
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 12 “Zvanzi naChangamire Ishe Jehovha: ‘Edhomu yakatsiva imba yaJudha, ikava nemhosva yakakura;+ 13 saka zvanzi naChangamire Ishe Jehovha: “Ndichatambanudzirawo Edhomu ruoko rwangu ndoparadza vanhu nezvipfuwo zviri mairi, ndoiita dongo.+ Vachaurayiwa nebakatwa kubva kuTemani kusvika kuDhedhani.+

  • Ezekieri 35:10, 11
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 10 “Wakati, ‘Marudzi maviri aya nenyika mbiri idzi zvichava zvangu, uye ndichazvitora zvese,’+ kunyange zvazvo Jehovha aiva pakati pemarudzi acho, 11 ‘saka neupenyu hwangu,’ ndizvo zvinotaurwa naChangamire Ishe Jehovha, ‘ndichakuitira zvinoenderana nehasha dzako negodo rako zvawakavaratidza nemhaka yeruvengo rwako;+ uye ndichaita kuti vandizive pandichakutonga.

  • Amosi 1:11
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 11 Zvanzi naJehovha,

      ‘Handizoregi kuita zvandakasarudza pamusoro paEdhomu+ nekuti akapanduka katatu uye kana,

      Nekuti akatevera munin’ina wake nebakatwa,+

      Uye nekuti akaramba kuva netsitsi;

      Anongoramba achivabvambura-bvambura akatsamwa,

      Uye anoramba akavatsamwira.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe