RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 9:5
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 5 Hausi kupinda kunotora nyika iyi nekuti wakarurama kana kuti mwoyo wako wakarurama. Asi Jehovha Mwari wako ari kudzinga marudzi aya pamberi pako+ nemhaka yekuipa kwawo kuti Jehovha azadzise shoko raakapikira madzitateguru ako, Abrahamu,+ Isaka,+ naJakobho.+

  • Dhanieri 9:19
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 19 Haiwa Jehovha, inzwai. Haiwa Jehovha, kanganwirai.+ Haiwa Jehovha, teererai muone zvekuita! Mwari wangu, fungai nezvezita renyu morega kunonoka, nekuti zita renyu riri pavanhu venyu nepaguta renyu.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe