RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 11:13
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 13 Godo raEfremu richapera,+

      Uye vaya vanovenga Judha vachaparadzwa.

      Efremu haazoitiri Judha godo,

      Uyewo Judha haazovengi Efremu.+

  • Jeremiya 3:18
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 18 “Mumazuva iwayo imba yaJudha neimba yaIsraeri dzichafamba pamwe chete,+ uye dzichabva kunyika yekuchamhembe dziri pamwe chete dzichipinda munyika yandakapa madzitateguru enyu kuti ive nhaka yawo.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe