19 uvaudze kuti, ‘Zvanzi naChangamire Ishe Jehovha: “Ndichatora katanda kaJosefa kari muruoko rwaEfremu nemadzinza aIsraeri aainawo, uye ndichavabatanidza nekatanda kaJudha; uye ndichaita kuti kave katanda kamwe chete,+ uye vachava vamwe chete muruoko rwangu.”’