Revhitiko 1:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 “‘Kana chibayiro chake chiri chibayiro chinopiswa chemombe, anofanira kuuya nemukono wakanaka.+ Anofanira kuuya nacho pasuo retende rekusanganira pamberi paJehovha opa zvichibva pamwoyo.+ Revhitiko 1:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Chibayiro chinopiswa chinofanira kuvhiyiwa, chochekwa-chekwa.+ Revhitiko 8:20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 Akacheka-cheka gondohwe racho, uye Mozisi akapisa musoro waro, nenyama yaro, nemafuta aro* kuti zvipfungaire. Ezekieri 43:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Akabva ati kwandiri, “Mwanakomana wemunhu, zvanzi naChangamire Ishe Jehovha: ‘Izvi ndizvo zvinofanira kutevedzerwa pachagadzirwa atari, kuti zvibayiro zvinopiswa zvipiwe uye kuti ropa risaswe pairi.’+
3 “‘Kana chibayiro chake chiri chibayiro chinopiswa chemombe, anofanira kuuya nemukono wakanaka.+ Anofanira kuuya nacho pasuo retende rekusanganira pamberi paJehovha opa zvichibva pamwoyo.+
20 Akacheka-cheka gondohwe racho, uye Mozisi akapisa musoro waro, nenyama yaro, nemafuta aro* kuti zvipfungaire.
18 Akabva ati kwandiri, “Mwanakomana wemunhu, zvanzi naChangamire Ishe Jehovha: ‘Izvi ndizvo zvinofanira kutevedzerwa pachagadzirwa atari, kuti zvibayiro zvinopiswa zvipiwe uye kuti ropa risaswe pairi.’+