-
Eksodho 29:8, 9Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
8 “Wobva watora vanakomana vake, wovapfekedza nguo dzacho refu,+ 9 wovasunga nemabhandi emachira, Aroni pamwe nevanakomana vake, uye wovapfekedza ngowani dzavo; uye upristi hunofanira kuva hwavo semurau ucharamba uripo.+ Izvi ndizvo zvaunofanira kuita pakugadza Aroni nevanakomana vake kuti vashumire sevapristi.*+
-