19 Ndichavapa mwoyo mumwe chete,+ uye ndichaisa mweya mutsva mavari;+ uye ndichabvisa mwoyo wedombo mumiviri yavo+ ndovapa mwoyo wenyama,+ 20 kuti vafambe mumirau yangu uye vachengete mitongo yangu vachiiteerera. Vachabva vava vanhu vangu, uye ini ndichava Mwari wavo.”’