RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Jeremiya 24:7
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 7 Ndichadzipa mwoyo wekuti dzindizive kuti ndini Jehovha.+ Dzichava vanhu vangu, uye ini ndichava Mwari wadzo,+ nekuti dzichadzoka kwandiri nemwoyo wese.+

  • Jeremiya 31:33
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 33 “Nekuti iyi ndiyo sungano yandichaita neimba yaIsraeri kana mazuva iwayo apfuura,” ndizvo zvinotaurwa naJehovha. “Ndichaisa mutemo wangu mavari,+ uye ndichaunyora mumwoyo mavo.+ Ndichava Mwari wavo, uye ivo vachava vanhu vangu.”+

  • Jeremiya 32:39
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 39 Ndichavapa mwoyo mumwe chete+ nenzira imwe chete kuti vagare vachinditya, zvovafambira zvakanaka ivo nevana vavo vanovatevera.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe