RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Ezekieri 40:6
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 6 Akabva aenda pagedhi raiva rakatarisa kumabvazuva,+ akakwira nemasitepisi aro. Akayera chidimbati* chegedhi racho achipinda mukati uye chaiva chakafara tsanga imwe chete, uye chimwe chacho chaiva chakafarawo tsanga imwe chete.

  • Ezekieri 44:1, 2
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 44 Akandidzosa nekugedhi rekunze renzvimbo tsvene rakatarisa kumabvazuva,+ uye rakanga rakavharwa.+ 2 Jehovha akabva ati kwandiri: “Gedhi iri richaramba rakavharwa. Harifaniri kuvhurwa, uye hapana munhu achapinda nepariri; nekuti Jehovha Mwari waIsraeri apinda nepariri,+ saka rinofanira kuramba rakavharwa.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe