RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Madzimambo 21:1
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 21 Manase+ aiva nemakore 12 paakava mambo, uye akatonga kwemakore 55 muJerusarema.+ Amai vake vainzi Hefizibha.

  • 2 Madzimambo 21:7
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 7 Akatora mufananidzo wakavezwa webango rinoyera*+ waakagadzira akauisa muimba yakanga yanzi naJehovha kuna Dhavhidhi uye kumwanakomana wake Soromoni: “Ndichaisa zita rangu nekusingaperi muimba iyi nemuJerusarema, iro guta randakasarudza pamadzinza ese aIsraeri.+

  • Jeremiya 7:30
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 30 ‘Nekuti vanhu veJudha vakaita zvakaipa pamberi pangu,’ ndizvo zvinotaurwa naJehovha. ‘Vakaisa zvidhori zvavo zvinosemesa muimba ine zita rangu, kuti vaisvibise.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe