Isaya 29:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Vane nhamo vaya vanoshanda nesimba kuti vavanzire Jehovha zvavanoronga.*+ Mabasa avo anoitirwa munzvimbo ine rima,Vachiti: “Ndiani anotiona? Ndiani anoziva nezvedu?”+ Ezekieri 8:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Akati kwandiri: “Mwanakomana wemunhu, uri kuona here zviri kuitwa nevakuru veimba yaIsraeri murima, mumwe nemumwe ari mudzimba dzemukati makaiswa zvifananidzo zvake? Nekuti vari kuti, ‘Jehovha haasi kutiona. Jehovha abva munyika.’”+
15 Vane nhamo vaya vanoshanda nesimba kuti vavanzire Jehovha zvavanoronga.*+ Mabasa avo anoitirwa munzvimbo ine rima,Vachiti: “Ndiani anotiona? Ndiani anoziva nezvedu?”+
12 Akati kwandiri: “Mwanakomana wemunhu, uri kuona here zviri kuitwa nevakuru veimba yaIsraeri murima, mumwe nemumwe ari mudzimba dzemukati makaiswa zvifananidzo zvake? Nekuti vari kuti, ‘Jehovha haasi kutiona. Jehovha abva munyika.’”+