Ezekieri 8:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Iye akati kwandiri: “Haiwa iwe mwanakomana womunhu, waona here zviri kuitwa nevakuru veimba yaIsraeri murima,+ mumwe nomumwe ari mudzimba dzomukati dzezvifananidzo zvake? Nokuti ivo vanoti, ‘Jehovha haasi kutiona.+ Jehovha akabva panyika.’” Ezekieri Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 8:12 “Rugwaro Rwose,” p. 134
12 Iye akati kwandiri: “Haiwa iwe mwanakomana womunhu, waona here zviri kuitwa nevakuru veimba yaIsraeri murima,+ mumwe nomumwe ari mudzimba dzomukati dzezvifananidzo zvake? Nokuti ivo vanoti, ‘Jehovha haasi kutiona.+ Jehovha akabva panyika.’”