Jeremiya 3:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Saka hapana mvura inopfunha yaunopiwa,+Uye mumasutso* hamusi kunaya mvura. Hauna nyadzi pachiso chako* semudzimai anoita zvechipfambi;Hautombonyari.+
3 Saka hapana mvura inopfunha yaunopiwa,+Uye mumasutso* hamusi kunaya mvura. Hauna nyadzi pachiso chako* semudzimai anoita zvechipfambi;Hautombonyari.+