Ezekieri 17:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Asi mambo akazomupandukira+ nekutuma kwaakaita nhume dzake kuIjipiti, kuti apiwe mabhiza+ neuto guru.+ Achabudirira here? Munhu ari kuita zvinhu izvi haazorangwi here? Angapukunyuka here iye aputsa sungano?’+
15 Asi mambo akazomupandukira+ nekutuma kwaakaita nhume dzake kuIjipiti, kuti apiwe mabhiza+ neuto guru.+ Achabudirira here? Munhu ari kuita zvinhu izvi haazorangwi here? Angapukunyuka here iye aputsa sungano?’+