-
Jeremiya 32:3, 4Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
3 Nekuti Mambo Zedhekiya weJudha akanga amuvharira,+ achiti, “Uri kuprofitirei zvakadaro? Uri kuti, ‘Zvanzi naJehovha: “Ndichaisa guta rino muruoko rwamambo weBhabhironi, uye iye acharitora,+ 4 uye Mambo Zedhekiya weJudha haazopukunyuki pavaKadheya, nekuti chokwadi achaiswa muruoko rwamambo weBhabhironi, uye achataura naye vakatarisana, vachionana chiso nechiso.”’+
-