RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Jeremiya 5:31
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 31 Vaprofita vanoprofita nhema,+

      Uye vapristi vanoramba vachidzvinyirira vachishandisa simba ravo.

      Uye vanhu vangu ndizvo zvavanofarira.+

      Asi muchaita sei pachauya mugumo?”

  • Jeremiya 6:13, 14
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 13 “Nekuti kubvira kumudiki kusvika kumukuru, mumwe nemumwe ari kuwana pfuma nekubiridzira;+

      Kubvira kumuprofita kusvika kumupristi, mumwe nemumwe ari kubiridzira.+

      14 Vanoedza kurapa ronda revanhu vangu zvekungonyepedzera, vachiti,

      ‘Kune runyararo! Kune runyararo!’

      Iko kusina runyararo.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe