Mabasa 2:40 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 40 Uye akaramba achivapupurira nemamwe mashoko akawanda, achivakurudzira, achiti: “Poneswai pachizvarwa chino chisina kururama.”+ 1 Timoti 4:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Ramba uchizvichenjerera iwe pachako, nekudzidzisa kwako.+ Ramba wakashinga pakuita zvinhu izvi, nekuti kana ukadaro uchazviponesa iwe pachako, nevaya vanokuteerera.+
40 Uye akaramba achivapupurira nemamwe mashoko akawanda, achivakurudzira, achiti: “Poneswai pachizvarwa chino chisina kururama.”+
16 Ramba uchizvichenjerera iwe pachako, nekudzidzisa kwako.+ Ramba wakashinga pakuita zvinhu izvi, nekuti kana ukadaro uchazviponesa iwe pachako, nevaya vanokuteerera.+