1 Madzimambo 10:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Ngarava dzaHiramu idzo dzaitakura goridhe kubva kuOfiri+ dzaiuyawo nematanda emiarigamu+ akawanda chaizvo nematombo anokosha.+ 2 Makoronike 9:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 Nekuti ngarava dzamambo dzaienda kuTashishi+ dziine varanda vaHiramu.+ Kamwe chete pamakore matatu ega ega, ngarava dzeTashishi dzaiuya dzakatakura goridhe nesirivha, nyanga dzenzou,+ tsoko, nemapikoko. Ezekieri 27:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 “‘“Tashishi+ yaitengeserana newe nekuti waiva nepfuma zhinji.+ Vaikupa sirivha, simbi, tini, nemutobvu kuti vawane zvinhu zvako.+
11 Ngarava dzaHiramu idzo dzaitakura goridhe kubva kuOfiri+ dzaiuyawo nematanda emiarigamu+ akawanda chaizvo nematombo anokosha.+
21 Nekuti ngarava dzamambo dzaienda kuTashishi+ dziine varanda vaHiramu.+ Kamwe chete pamakore matatu ega ega, ngarava dzeTashishi dzaiuya dzakatakura goridhe nesirivha, nyanga dzenzou,+ tsoko, nemapikoko.
12 “‘“Tashishi+ yaitengeserana newe nekuti waiva nepfuma zhinji.+ Vaikupa sirivha, simbi, tini, nemutobvu kuti vawane zvinhu zvako.+