Isaya 56:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Varindi vake mapofu,+ hapana kana mumwe chete wavo acherechedza.+ Vese zvavo imbwa dzisingatauri, dzisingakwanisi kuhukura.+ Dziri kufemereka uye dzakarara pasi; dzinoda zvekurara.
10 Varindi vake mapofu,+ hapana kana mumwe chete wavo acherechedza.+ Vese zvavo imbwa dzisingatauri, dzisingakwanisi kuhukura.+ Dziri kufemereka uye dzakarara pasi; dzinoda zvekurara.