Ezekieri 33:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 “‘Asi kana murindi akaona bakatwa richiuya, orega kuridza hwamanda+ vanhu voshaya anovanyevera, bakatwa rouraya mumwe wavo, munhu iyeye achafira zvivi zvake, asi ropa rake ndicharibvunza kumurindi wacho.’*+
6 “‘Asi kana murindi akaona bakatwa richiuya, orega kuridza hwamanda+ vanhu voshaya anovanyevera, bakatwa rouraya mumwe wavo, munhu iyeye achafira zvivi zvake, asi ropa rake ndicharibvunza kumurindi wacho.’*+