18 Kana ndikati kumunhu akaipa, ‘Chokwadi uchafa,’ asi iwe worega kumuyambira, uye worega kutaura kuti uyambire munhu wacho akaipa kuti asiye nzira yake yakaipa kuti arambe ari mupenyu,+ iye achafira kukanganisa kwake nekuti akaipa,+ asi ndichabvunza ropa rake kwauri.+