Isaya 31:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 “Dzokerai kuna iye wamakapandukira musina kana nyadzi, haiwa imi vanhu veIsraeri.+ Ruka 15:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Ndinokuudzaiwo kuti ngirozi dzaMwari dzinofara chaizvo kana mutadzi mumwe chete akapfidza zvivi zvake.”+
10 Ndinokuudzaiwo kuti ngirozi dzaMwari dzinofara chaizvo kana mutadzi mumwe chete akapfidza zvivi zvake.”+