Dhanieri 1:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Mambo akabva audza Ashpenazi uyo aiva mukuru wemumuzinda make kuti auye nevamwe vaIsraeri kusanganisira vaya veimba yeumambo uye vemhuri dzinoremekedzwa.+ Dhanieri 1:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Pakati pavo paiva nevamwe vedzinza raJudha vaiti: Dhanieri,*+ Hananiya,* Mishaeri,* naAzariya.*+ Dhanieri 2:25 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 25 Arioki akabva angoenda naDhanieri kuna mambo akati kwaari: “Ndawana mumwe murume panhapwa dzechiJudha+ anogona kuudza mambo kuti hope dzake dzinorevei.” Dhanieri 5:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Dhanieri akabva aunzwa pamberi pamambo. Mambo akabvunza Dhanieri kuti: “Ndiwe Dhanieri mumwe wenhapwa dzakatorwa nababa vangu mambo kuJudha here?+
3 Mambo akabva audza Ashpenazi uyo aiva mukuru wemumuzinda make kuti auye nevamwe vaIsraeri kusanganisira vaya veimba yeumambo uye vemhuri dzinoremekedzwa.+
25 Arioki akabva angoenda naDhanieri kuna mambo akati kwaari: “Ndawana mumwe murume panhapwa dzechiJudha+ anogona kuudza mambo kuti hope dzake dzinorevei.”
13 Dhanieri akabva aunzwa pamberi pamambo. Mambo akabvunza Dhanieri kuti: “Ndiwe Dhanieri mumwe wenhapwa dzakatorwa nababa vangu mambo kuJudha here?+