RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dhanieri 4:6, 7
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 6 Saka ndakarayira kuti varume vese vakachenjera veBhabhironi vauye pamberi pangu, kuti vandiudze kuti hope dzacho dzairevei.+

      7 “Panguva iyoyo vapristi vaiita zvemashiripiti, nen’anga, nevaKadheya,* nevazivi venyeredzi+ vakapinda mandaiva. Pandakavaudza hope dzacho, vakatadza kundiudza zvadzinoreva.+

  • Dhanieri 5:7, 8
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 7 Mambo akashevedzera kuti vaunganidze n’anga, nevaKadheya* nevazivi venyeredzi.+ Mambo akati kuvarume vakachenjera veBhabhironi: “Munhu achaverenga zvinhu izvi zvakanyorwa, ondiudza zvazvinoreva, achapfekedzwa nguo dzepepuru, nechishongo chegoridhe muhuro make,+ uye achatonga muumambo huno ari wechitatu.”+

      8 Varume vese vakachenjera vamambo vakabva vapinda, asi havana kukwanisa kuverenga zvakanga zvakanyorwa kana kuudza mambo kuti zvairevei.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe