Isaya 30:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 “Chienda uzvinyore pahwendefa pamberi pavo,Uye zvinyore mubhuku,+Kuti zvizoshanda pane rimwe zuvaSechapupu chinoramba chiripo.+ Habhakuki 2:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Jehovha akabva andipindura kuti: “Nyora zvauri kuratidzwa, uzvinyore zvinonyatsooneka pamahwendefa,+Kuti munhu anozviverenga zvinonzwika anyatsotsetsenura.*+ Zvakazarurwa 1:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 richiti: “Nyora mugwaro* zvaunoona uzvitumire kuungano nomwe: yemuEfeso,+ yemuSimina,+ yemuPegamo,+ yemuTiyatira,+ yemuSadhisi,+ yemuFiradhefiya,+ uye yemuRaodhikiya.”+
8 “Chienda uzvinyore pahwendefa pamberi pavo,Uye zvinyore mubhuku,+Kuti zvizoshanda pane rimwe zuvaSechapupu chinoramba chiripo.+
2 Jehovha akabva andipindura kuti: “Nyora zvauri kuratidzwa, uzvinyore zvinonyatsooneka pamahwendefa,+Kuti munhu anozviverenga zvinonzwika anyatsotsetsenura.*+
11 richiti: “Nyora mugwaro* zvaunoona uzvitumire kuungano nomwe: yemuEfeso,+ yemuSimina,+ yemuPegamo,+ yemuTiyatira,+ yemuSadhisi,+ yemuFiradhefiya,+ uye yemuRaodhikiya.”+