Pisarema 90:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Makomo asati aberekwa,Kana kuti musati masika pasi pano nenyika yese,+Muri Mwari kubvira nariini kusvikira nariini.+ Dhanieri 7:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 “Ndakaramba ndakatarisa zvinhu zvandakaratidzwa usiku, ndikaona mumwe munhu akafanana nemwanakomana wemunhu+ achiuya aine makore ekudenga; akasvika kune Wemazuva Mazhinji,+ uye vakamuswededza pamberi pake. Dhanieri 7:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 kusvikira Wemazuva Mazhinji+ asvika, akapa mutongo waitsigira vatsvene vaIye Mukurusa,+ uye nguva yakasarudzwa yekuti vatsvene vapiwe umambo yakasvika.+ Habhakuki 1:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Haiwa Jehovha, hamuna kugara muriko nekusingaperi here?+ Haiwa Mwari wangu, Mutsvene wangu, hamufi.*+ Haiwa Jehovha, makavagadza kuti vaite zvamakatonga;Imi Dombo rangu,+ makavasarudza kuti varange.*+
2 Makomo asati aberekwa,Kana kuti musati masika pasi pano nenyika yese,+Muri Mwari kubvira nariini kusvikira nariini.+
13 “Ndakaramba ndakatarisa zvinhu zvandakaratidzwa usiku, ndikaona mumwe munhu akafanana nemwanakomana wemunhu+ achiuya aine makore ekudenga; akasvika kune Wemazuva Mazhinji,+ uye vakamuswededza pamberi pake.
22 kusvikira Wemazuva Mazhinji+ asvika, akapa mutongo waitsigira vatsvene vaIye Mukurusa,+ uye nguva yakasarudzwa yekuti vatsvene vapiwe umambo yakasvika.+
12 Haiwa Jehovha, hamuna kugara muriko nekusingaperi here?+ Haiwa Mwari wangu, Mutsvene wangu, hamufi.*+ Haiwa Jehovha, makavagadza kuti vaite zvamakatonga;Imi Dombo rangu,+ makavasarudza kuti varange.*+