RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 90:2
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  2 Makomo asati aberekwa,

      Kana kuti musati masika pasi pano nenyika yese,+

      Muri Mwari kubvira nariini kusvikira nariini.+

  • Dhanieri 7:9
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 9 “Ndakaramba ndakatarisa kusvikira zvigaro zveumambo zvaiswa, Wemazuva Mazhinji+ achibva agara.+ Zvipfeko zvake zvakanga zvakachena sechando,+ uye bvudzi remusoro wake rakanga rakaita semvere dzemakwai dzakachena. Chigaro chake cheumambo chaiva marimi emoto; mavhiri acho aiva moto unobvira.+

  • Dhanieri 7:13
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 13 “Ndakaramba ndakatarisa zvinhu zvandakaratidzwa usiku, ndikaona mumwe munhu akafanana nemwanakomana wemunhu+ achiuya aine makore ekudenga; akasvika kune Wemazuva Mazhinji,+ uye vakamuswededza pamberi pake.

  • Habhakuki 1:12
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 12 Haiwa Jehovha, hamuna kugara muriko nekusingaperi here?+

      Haiwa Mwari wangu, Mutsvene wangu, hamufi.*+

      Haiwa Jehovha, makavagadza kuti vaite zvamakatonga;

      Imi Dombo rangu,+ makavasarudza kuti varange.*+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe