Dhanieri 8:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Ndakabva ndanzwa inzwi remunhu aiva pakati perwizi rwaUrai,+ uye akashevedzera achiti: “Gabrieri,+ ita kuti munhu uyo anzwisise zvaaona.”+ Ruka 1:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Ngirozi yakamupindura ichiti: “Ndini Gabrieri,+ anomira pamberi paMwari,+ uye ndatumwa kuzotaura newe uye kuzokuzivisa mashoko aya akanaka.
16 Ndakabva ndanzwa inzwi remunhu aiva pakati perwizi rwaUrai,+ uye akashevedzera achiti: “Gabrieri,+ ita kuti munhu uyo anzwisise zvaaona.”+
19 Ngirozi yakamupindura ichiti: “Ndini Gabrieri,+ anomira pamberi paMwari,+ uye ndatumwa kuzotaura newe uye kuzokuzivisa mashoko aya akanaka.