Dhanieri 8:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Ndakabva ndanzwa inzwi remunhu aiva pakati perwizi rwaUrai,+ uye akashevedzera achiti: “Gabrieri,+ ita kuti munhu uyo anzwisise zvaaona.”+ Dhanieri 9:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 pandakanga ndichiri kutotaura ndichinyengetera, murume anonzi Gabrieri,+ wandakanga ndamboona muchiratidzo,+ akauya kwandiri ndakaparara nekuneta, panenge panguva yemupiro wemanheru. Ruka 1:26, 27 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 26 Mumwedzi wake wechitanhatu, ngirozi inonzi Gabrieri+ yakatumwa ichibva kuna Mwari kuti iende kuguta reGarireya rinonzi Nazareta, 27 kumhandara+ yakanga yavimbiswa kuroorwa nemurume ainzi Josefa weimba yaDhavhidhi, uye mhandara yacho yainzi Mariya.+
16 Ndakabva ndanzwa inzwi remunhu aiva pakati perwizi rwaUrai,+ uye akashevedzera achiti: “Gabrieri,+ ita kuti munhu uyo anzwisise zvaaona.”+
21 pandakanga ndichiri kutotaura ndichinyengetera, murume anonzi Gabrieri,+ wandakanga ndamboona muchiratidzo,+ akauya kwandiri ndakaparara nekuneta, panenge panguva yemupiro wemanheru.
26 Mumwedzi wake wechitanhatu, ngirozi inonzi Gabrieri+ yakatumwa ichibva kuna Mwari kuti iende kuguta reGarireya rinonzi Nazareta, 27 kumhandara+ yakanga yavimbiswa kuroorwa nemurume ainzi Josefa weimba yaDhavhidhi, uye mhandara yacho yainzi Mariya.+