Mako 9:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Akati kwavari: “Eriya anotanga kuuya odzorera zvinhu zvese;+ asi sei zvakanyorwa nezveMwanakomana wemunhu kuti anofanira kusangana nematambudziko akawanda+ obatwa zvakaipa?+
12 Akati kwavari: “Eriya anotanga kuuya odzorera zvinhu zvese;+ asi sei zvakanyorwa nezveMwanakomana wemunhu kuti anofanira kusangana nematambudziko akawanda+ obatwa zvakaipa?+