RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mateu 24:15
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 15 “Saka pamunoona chinhu chinonyangadza chinoparadza zvinhu zvese, chakataurwa nezvacho nemuprofita Dhanieri, chimire panzvimbo tsvene+ (anoverenga ngaanzwisise),

  • Ruka 19:43, 44
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 43 Nekuti mazuva achauya ekuti vavengi vako vachakupoteredza nerusvingo rwakavakwa nemapango akapinza uye vachakukomberedza vokutambudza* kumativi ese.+ 44 Vachakurovera pasi iwe nevana vako vari mauri,+ uye havazokusiyi uine dombo riri pamusoro perimwe,+ nekuti hauna kunzwisisa nguva yekuongororwa kwako.”

  • Ruka 21:20
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 20 “Asi pamunoona Jerusarema rakombwa nemauto akadzika misasa,+ chibvai maziva kuti rava kuda kuitwa dongo.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe