Dhanieri 2:33 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 33 makumbo acho aiva esimbi,+ uye tsoka dzacho dzaiti pamwe isimbi uye pamwe ivhu.*+ Dhanieri 7:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 “Ndakabva ndada kuziva nezvemhuka yechina, iyo yakanga yakasiyana nedzimwe dzese. Yaityisa kwazvo, iine mazino esimbi nenzara dzemhangura uye yaiparadza, ichipwanya-pwanya, uye ichitsika-tsika zvakanga zvasara.+ Dhanieri 7:23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 “Iye akati: ‘Kana iri mhuka yechina, kune umambo hwechina huchavapo panyika. Huchange hwakasiyana nehumwe umambo hwese, uye huchaparadza nyika yese uye huchaitsika-tsika hwoipwanya-pwanya.+
19 “Ndakabva ndada kuziva nezvemhuka yechina, iyo yakanga yakasiyana nedzimwe dzese. Yaityisa kwazvo, iine mazino esimbi nenzara dzemhangura uye yaiparadza, ichipwanya-pwanya, uye ichitsika-tsika zvakanga zvasara.+
23 “Iye akati: ‘Kana iri mhuka yechina, kune umambo hwechina huchavapo panyika. Huchange hwakasiyana nehumwe umambo hwese, uye huchaparadza nyika yese uye huchaitsika-tsika hwoipwanya-pwanya.+