Dhanieri 2:47 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 47 Mambo akati kuna Dhanieri: “Chokwadi Mwari wenyu ndiMwari wavanamwari naIshe wemadzimambo neMuzivisi wezvakavanzika, nekuti wagona kuzivisa zvinhu izvi zvakavanzika.”+
47 Mambo akati kuna Dhanieri: “Chokwadi Mwari wenyu ndiMwari wavanamwari naIshe wemadzimambo neMuzivisi wezvakavanzika, nekuti wagona kuzivisa zvinhu izvi zvakavanzika.”+