Dhanieri 4:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Pakazouya Dhanieri, uyo ane mweya wavanamwari vatsvene+ uye ane zita ramwari wangu+ rekuti Bheteshazari,+ ndikamuudza hope dzacho, ndichiti: Dhanieri 5:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Nekuti Dhanieri, uyo akatumidzwa kuti Bheteshazari+ namambo, aiva nepfungwa dzakapinza, neruzivo nenjere dzekududzira hope, nekududzira zvirahwe, nekujekesa zvinhu zvakaoma kunzwisisa.+ Saka shevedzai Dhanieri, uye achakuudzai kududzirwa kwacho.”
8 Pakazouya Dhanieri, uyo ane mweya wavanamwari vatsvene+ uye ane zita ramwari wangu+ rekuti Bheteshazari,+ ndikamuudza hope dzacho, ndichiti:
12 Nekuti Dhanieri, uyo akatumidzwa kuti Bheteshazari+ namambo, aiva nepfungwa dzakapinza, neruzivo nenjere dzekududzira hope, nekududzira zvirahwe, nekujekesa zvinhu zvakaoma kunzwisisa.+ Saka shevedzai Dhanieri, uye achakuudzai kududzirwa kwacho.”