Zefaniya 3:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Jehovha akarurama pakati pavo;+ haaiti zvakaipa. Anozivisa mitongo yake mangwanani ega ega,+Iyo yakaita sechiedza chezuva chisingaregi kuuya. Asi munhu asina kururama haatombonyari.+
5 Jehovha akarurama pakati pavo;+ haaiti zvakaipa. Anozivisa mitongo yake mangwanani ega ega,+Iyo yakaita sechiedza chezuva chisingaregi kuuya. Asi munhu asina kururama haatombonyari.+