Jeremiya 3:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Saka hapana mvura inopfunha yaunopiwa,+Uye mumasutso* hamusi kunaya mvura. Hauna nyadzi pachiso chako* semudzimai anoita zvechipfambi;Hautombonyari.+ Jeremiya 8:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Vanonyara here nezvinhu zvinosemesa zvavakaita? Havatombonyari! Havatombozivi kuti kunyara kwacho kuita sei!+ Saka vachawa pakati pevaya vakawa. Vachagumburwa pandichavaranga,’+ anodaro Jehovha. Zefaniya 2:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Unganai, chokwadi unganai,+Imi rudzi rusinganyari.+
3 Saka hapana mvura inopfunha yaunopiwa,+Uye mumasutso* hamusi kunaya mvura. Hauna nyadzi pachiso chako* semudzimai anoita zvechipfambi;Hautombonyari.+
12 Vanonyara here nezvinhu zvinosemesa zvavakaita? Havatombonyari! Havatombozivi kuti kunyara kwacho kuita sei!+ Saka vachawa pakati pevaya vakawa. Vachagumburwa pandichavaranga,’+ anodaro Jehovha.