Numeri 15:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Munofanira kupawo waini kuti ive mupiro wechinwiwa, chikamu chimwe chete pazvina chehini, pamunopa chibayiro chinopiswa+ kana kuti pamunobayira gwayana gono rimwe nerimwe. Numeri 28:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Uye mipiro yazvo yezvinwiwa inofanira kuva hafu yehini yewaini pamukono wemombe+ uye chikamu chimwe pazvitatu chehini pagondohwe+ uye chikamu chimwe pazvina chehini pagwayana gono.+ Uyu ndiwo mupiro unopiswa mwedzi nemwedzi kwegore rese. Joeri 1:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Pfekai masaga, mucheme,* imi vapristi;Ridzai mhere, imi vashumiri vepaatari.+ Pindai mukati, murare makapfeka masaga, imi vashumiri vaMwari wangu;Nekuti mupiro wezviyo+ nemupiro wezvinwiwa+ hazvichaunzwi muimba yaMwari wenyu.
5 Munofanira kupawo waini kuti ive mupiro wechinwiwa, chikamu chimwe chete pazvina chehini, pamunopa chibayiro chinopiswa+ kana kuti pamunobayira gwayana gono rimwe nerimwe.
14 Uye mipiro yazvo yezvinwiwa inofanira kuva hafu yehini yewaini pamukono wemombe+ uye chikamu chimwe pazvitatu chehini pagondohwe+ uye chikamu chimwe pazvina chehini pagwayana gono.+ Uyu ndiwo mupiro unopiswa mwedzi nemwedzi kwegore rese.
13 Pfekai masaga, mucheme,* imi vapristi;Ridzai mhere, imi vashumiri vepaatari.+ Pindai mukati, murare makapfeka masaga, imi vashumiri vaMwari wangu;Nekuti mupiro wezviyo+ nemupiro wezvinwiwa+ hazvichaunzwi muimba yaMwari wenyu.